Mateo 5:11
Mateo 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Makaropafadzwa imi, kana vachikuzvidzai, vachikutambudzai, vachikupomerai zvakaipa zvose nenhema, nokuda kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikushorai nokukutambudzai vachikupomerai zvakaipa zvose zvenhema pamusana pangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5