Mateo 5:1-2
Mateo 5:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari, uye akatanga kuvadzidzisa achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari. Akashama muromo wake, akavadzidzisa, achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari. Akazarura muromo wake akavadzidzisa achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5