Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 4:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 4:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 BDSC

Mateo 4:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SNA2002

Mateo 4:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SUB1949

Mateo 4:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLB

Mateo 4:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLBD