Mateo 4:3
Mateo 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muedzi akauya kwaari akasvikoti, “Kana uri Mwanakomana waMwari, rayira mabwe aya kuti ave chingwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, taura kuti mabwe awa zvive zvingwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4