Mateo 4:2 - Compare All Versions
Mateo 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 BDSCMateo 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SNA2002Mateo 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLBDMateo 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakati aɀinyima ɀokudya mazuʋa anamakumi manna, noʋusiku bgunamakumi manna, akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SUB1949Mateo 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLB