Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 4:15 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 4:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, nzira inoenda kugungwa, ichitevedza Jorodhani, Garirea reveDzimwe Ndudzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 BDSC

Mateo 4:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nyika yeZabhuroni, nenyika yeNafitari, Panzira yegungwa, mhiri kwaJorodhani, Gariria ravahedheni

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SNA2002

Mateo 4:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nyika yeZaburoni, nenyika yeNeftarimi, Panzira yeguŋgwa, mhiri kwaJoridani, Garirea raʋahedeni

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SUB1949

Mateo 4:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Iwe nyika yeZabhuroni newe nenyika yeNafutari iri pedyo negungwa mhiri kwaJorodhani, Garirea yevechirudzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLB

Mateo 4:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Iwe nyika yeZabhuroni newe nenyika yeNafutari iri pedyo negungwa mhiri kwaJorodhani, Garirea yevechirudzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLBD