Mateo 4:13
Mateo 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achibva kuNazareta, akaenda akandogara kuKapenaume, guta raiva pamahombekombe egungwa mudunhu reZebhuruni neNafutari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4