Svetukira kuzviri mukati

Mateo 4:12-13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 4:12-13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akati anzwa kuti Johani akanga aiswa mutorongo, akadzokera kuGarirea. Achibva kuNazareta, akaenda akandogara kuKapenaume, guta raiva pamahombekombe egungwa mudunhu reZebhuruni neNafutari

Mateo 4 BDSC

Mateo 4:12-13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu akati anzwa kuti Johani asungwa, akaenda Gariria. Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari

Mateo 4 SNA2002

Mateo 4:12-13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu wakati anzwa kuti Johane wasuŋgwa, akaenda Garirea. Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi

Mateo 4 SUB1949

Mateo 4:12-13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea. Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari

Mateo 4 SCLB

Mateo 4:12-13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea. Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari

Mateo 4 SCLBD