Mateo 3:16
Mateo 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndipo paakabvuma. Jesu paakangoombekwa akabva abuda mumvura pakarepo ndokubva matenga akazaruka kwaari akaona Mweya waMwari achiburuka akaita senjiva achisvikomhara paari. Hero izwi rakabva kudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3Mateo 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu angobhabhatidzwa, akabuda mumvura. Panguva iyoyo denga rakazaruka, uye akaona Mweya waMwari uchiburuka senjiva uye ukasvikogara paari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3Mateo 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu, akati abhabhatidzwa, pakarepo akabuda mumvura; zvino, tarira, denga rakamuzarukira, akaona Mweya waMwari achiburuka senjiva, akauya pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3Mateo 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndipo paakabvuma. Jesu paakangoombekwa akabva abuda mumvura pakarepo ndokubva matenga akazaruka kwaari akaona Mweya waMwari achiburuka akaita senjiva achisvikomhara paari. Hero izwi rakabva kudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3