Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 3:15 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 3:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akapindura akati, “Ngazvive saizvozvo iye zvino; zvakafanira kuti tiite izvi kuti tizadzise kururama kwose.” Ipapo Johani akabvuma hake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 BDSC

Mateo 3:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Jesu akapindura akati, “Chirega hako zvino, nokuti saizvozvo zvakafanira kuti tizadzise kururama kwose.” Johani ndokubva atenda hake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SNA2002

Mateo 3:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Jesu wakapindura, akati kwaari: Cirega hako ɀino, nokuti saiɀoɀo ɀakafanira kuti tizadzise kururama kwose. Ipapo akamurega.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SUB1949

Mateo 3:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLB

Mateo 3:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBD