Mateo 3:14 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 3:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Johani akaedza kumudzivisa achiti, “Ini ndini ndinotofanira kubhabhatidzwa nemi, imi mouya sei kwandiri?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 BDSCMateo 3:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Johani akaedza kumudzivisa, akati, “Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemi, ko mouya kwandiri sei?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SNA2002Mateo 3:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi Johane wakaidza kumudziʋisa, akati: Ndini ndinofanira kubapatidzwa nemi, ko moʋuya kwandiri sei?
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SUB1949Mateo 3:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBMateo 3:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBD