Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 3:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 3:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Jesu akabva kuGarirea akauya kuJorodhani kuti azobhabhatidzwa naJohani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 BDSC

Mateo 3:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Jesu akabva Gariria, akasvika kuna Jorodhani kuzobhabhatidzwa naJohani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SNA2002

Mateo 3:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Jesu wakabva Garirea, akaȿika paJoridani kunaJohane kuzobapatidzwa naye.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SUB1949

Mateo 3:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLB

Mateo 3:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye.

Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBD