Mateo 3:11
Mateo 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ini ndinokubhabhatidzai nemvura kuti mutendeuke. Asi shure kwangu kuchauya mumwe mukuru kwandiri, wandisina kukodzera kunyange kutakura shangu dzake. Achakubhabhatidzai noMweya Mutsvene nomoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3Mateo 3:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, kuti mutendeuke; asi anouya shure kwangu, anesimba, kupfuwureni, wandisakafanira kutakura shangu dzake; iye achakubhabhatidzai naMweya Mutsvene nomoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3Mateo 3:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hongu ini ndinokuombekai nemvura kuti mupinduke. Asi arikuuya mushure mangu ane simba kupinda ini. Ini handikodzeri kutakura shangu dzake; iye achakuombekai naMweya Mutsvene uye nomoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 3