Mateo 3:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 3:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 BDSCMateo 3:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, achiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SNA2002Mateo 3:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Namazuʋa iwayo Johane mubapatidzi wakaʋuya aciparidza parenje reJudea, aciti
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SUB1949Mateo 3:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBMateo 3:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 3 SCLBD