Mateo 28:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 28:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni uye nguo dzake dzakanga dzakachena sechando.
Pakurirana nevamwe
Mateo 28 BDSCMateo 28:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni, nezvokufuka zvake zvaiva zvichena sechando.
Pakurirana nevamwe
Mateo 28 SNA2002Mateo 28:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuʋonekwa kwake kwakaŋga kwakaita semheni, neɀokufuka ɀake ɀaiʋa ɀicena secando.
Pakurirana nevamwe
Mateo 28 SUB1949Mateo 28:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando.
Pakurirana nevamwe
Mateo 28 SCLBMateo 28:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando.
Pakurirana nevamwe
Mateo 28 SCLBD