Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 27:66 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:66 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka vakaenda vakandoita kuti richengetedzwe nokuisa chisimbiso pabwe, uye nokuisa varindi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:66 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:66 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:66 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:66 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD