Mateo 27:63 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:63 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasvikoti, “Ishe, tinorangarira kuti achiri mupenyu, munyengeri uya akati, ‘Mushure mamazuva matatu, ndichamukazve.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:63 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:63 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakati: Ishe, tinoraŋgarira kuti munyeŋgeri uyu, aciri mupenyu, wakati: Mazuʋa matatu apfuʋura, ndicamuka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:63 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:63 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD