Mateo 27:62 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:62 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwana acho, iro rakatevera Zuva roKugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakaenda kuna Pirato.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:62 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:62 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:62 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:62 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD