Mateo 27:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakuru vakanhonga mari iya vakati, “Hazvitenderwi nomurayiro kuti tiise mari iyi mudura remari, sezvo iri mari yeropa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakuru vakatora mari yesirivha, vakati, “Hazvina kufanira kuti ichengetwe munovigwa mari, zvauri mutengo weropa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋaprista ʋakuru ʋakatora masirveri, ʋakati: Haɀina‐kufanira kuti tiaise muciʋigiro cemari, ɀauri muteŋgo weropa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi vapristi vakuru vakatora mari iya yesirivha vakati, “Hazvisi pamutemo kuti tiise mari iyi mudura remari yomuTemberi nokuti imari yeropa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD