Mateo 27:57 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:57 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakati kwovira, kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatea, ainzi Josefa, akanga avawo mudzidzi waJesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:57 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ava madeko kukasvika mumwe mupfumi weArimatia, ainzi Josefa, akanga ari mudzidzi waJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:57 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino aʋa maɗeko kukaȿika mumŋe mufumi weArimatea, wainzi Josefa, wakaŋga ari mudzidzi waJesu amene
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:57 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava manheru kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatia ainzi Josefi aivawo mudzidzi waJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:57 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ava manheru kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatia ainzi Josefi aivawo mudzidzi waJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD