Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 27:56 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:56 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho naJosefa, namai vavanakomana vaZebhedhi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:56 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharene, naMaria mai vaJakobho naJose, namai vavanakomana vaZebhedhi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:56 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo naJose, namai ʋaʋanakomana ʋaZebedi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:56 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:56 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD