Mateo 27:51
Mateo 27:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:51 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo tarira, chidzitiro chetemberi chakabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi; nyika ikadengenyeka, mabwe akatsemuka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:51 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hero jira romuTemberi rokudzikatirisa rakabva rabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvika pasi. Nyika yakandengendeka; matombo akatsemuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27