Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 27:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka Judhasi akakanda mari iya mutemberi akabva akaenda akandozvisungirira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akakandira pasi mari iya mutemberi; akabva, akaenda ndokuzvisungira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akakandira pasi masirveri mutembere; akabva, akaenda ndokuɀisuŋgirira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD