Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 27:40 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye vachiti, “Iwe uri kuzoputsa temberi uchizoivakazve mumazuva matatu, chizviponesa! Buruka pamuchinjikwa kana uri Mwanakomana waMwari!”

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vachiti, “Iwe wokuputsa temberi, nokuivakazve namazuva matatu, chizviponesa. Kana uri Mwanakomana waMwari, buruka pamuchinjikwa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋaciti: Iwe wokuputsa tembere, nokuiʋaka ɀe namazuʋa matatu, ciɀiponesa. Kana uri Mŋanakomana waMŋari, ɓuruka pamucinjikwa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

musoro vachiti, “Ndiweka unogona kuputsa Temberi uchiivaka namazuva matatu, chizviponeseka kana uri Mwanakomana waMwari buruka pamuchinjikwa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

musoro vachiti, “Ndiweka unogona kuputsa Temberi uchiivaka namazuva matatu, chizviponeseka kana uri Mwanakomana waMwari buruka pamuchinjikwa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD