Mateo 27:39 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vaipfuura napo, vakamutuka vachidzungudza misoro yavo
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vachipfuura, vakamunyomba, vachidzungudza misoro yavo
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakaŋga ʋacipfuʋura, ʋakamutuka, ʋacidzuŋgudza misoro yaʋo
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaipfuura nepo, vakamuseka vachidzungudza
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanhu vaipfuura nepo, vakamuseka vachidzungudza
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD