Mateo 27:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakapa Jesu waini yakasanganiswa nenduru, kuti anwe, asi akati airavira akaramba kuinwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD