Mateo 27:3
Mateo 27:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Judhasi uya akanga amupandukira akati aona kuti Jesu atongerwa rufu, akazvidemba kwazvo ndokubva adzosera makumi matatu esirivha aya kuvaprista vakuru navakuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Judhasi, uyo akamupandukira, akati achiona kuti atongerwa kufa, ndokuzvidya mwoyo, akadzosera mari iya makumi matatu esirivha kuvapristi vakuru navakuru vavanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Judhasi, uya akamutengesa, paakaona kuti Jesu atongerwa rufu akatendeuka akadzorera mari iya yesirivha makumi matatu kuvapristi vakuru navakuru–vakuru achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27