Mateo 27:22
Mateo 27:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pirato akabvunza akati, “Zvino ndichaiteiko naJesu anonzi Kristu?” Vakapindura vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pirato akati kwavari, “Ndichagoiteiko naJesu, anonzi Kristu?” Vose vakati kwaari, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27