Mateo 27:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaprista vakuru navakuru vavanhu vakakurudzira vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi uye kuti Jesu aurayiwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋakagombedzera ʋanhu ʋazhinji kuti ʋakumbire Barabasi, Jesu aʋurawe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD