Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 27:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa kuna Pirato, aiva gavhuna.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋakamusuŋga, ʋakaenda naye, ʋakamuisa kunaPirato, muɓati.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD