Mateo 27:19
Mateo 27:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pirato akati agere pachigaro chokutonga mukadzi wake akamutumira shoko iri rokuti: “Usawana chaunoita nomurume uyo asina mhosva, nokuti hope dzandarota nezvake usiku hwanhasi dzanditambudza kwazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati agere pachigaro chokutonga, mukadzi wake akatumira izwi kwaari, achiti, “Usava nemhaka nomunhu uyo akarurama; nokuti ndakatambudzika zvikuru nhasi pakurota nokuda kwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chimwezve ndechokuti paakanga agere pachigaro chokutonga, mudzimai wake akatumira shoko kwaari achiti, “Siyanai nomunhu uyo wakarurama nokuti nhasi ndatambudzika naye zvikuru kuhope.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27