Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 27:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 27:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti aiziva kuti vakanga vamuisa kwaari nokuda kwegodo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSC

Mateo 27:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002

Mateo 27:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949

Mateo 27:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLB

Mateo 27:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje.

Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD