Mateo 27:16 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vaiva nomusungwa ainge anetsa kwazvo ainzi Bharabhasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo vaiva nomusungwa akakurumbira, ainzi Bharabhasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Neŋguʋa iyo ʋaiʋa nomusuŋgwa wakakurumbira, wainzi Barabasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakanga vaino musungwa aive nomukurumbira ainzi Bharabhasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo vakanga vaino musungwa aive nomukurumbira ainzi Bharabhasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD