Mateo 27:12 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 27:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakapomerwa navaprista vakuru navakuru vavanhu, haana chaakapindura.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 BDSCMateo 27:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akati achipomerwa mhosva navapristi vakuru navakuru, haana kupindura chinhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SNA2002Mateo 27:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi wakati acipomerwa mhoȿa naʋaprista ʋakuru naʋakuru, haana‐kupindura cinhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SUB1949Mateo 27:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi paakapomerwa mhosva navapristi vakuru navakuru–vakuru, haana kupindura.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBMateo 27:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi paakapomerwa mhosva navapristi vakuru navakuru–vakuru, haana kupindura.
Pakurirana nevamwe
Mateo 27 SCLBD