Mateo 27:1
Mateo 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mangwanani-ngwanani vaprista vose vakuru navakuru vavanhu vakabvumirana kuti Jesu aurayiwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ava mangwana, vapristi vakuru vose navakuru vavanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27