Mateo 26:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mafuta anonhuhwira aya angadai atengeswa nomutengo mukuru kwazvo uye mari yacho yapiwa varombo.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti cizoro ici ciŋgaɗai cateŋgeswa nemari zhinji, ikapiwa ʋarombo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD