Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 26:74 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:74 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Pakarepo jongwe rakarira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:74 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:74 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:74 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:74 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD