Mateo 26:73 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:73 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mechinguva, vaya vakanga vamirepo vakaenda kuna Petro vakasvikoti, “Zvechokwadi uri mumwe wavo nokuda kwamatauriro ako.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:73 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chava chinguva vaya vakanga vamirepo vakauya, vachiti kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, newewo uri mumwe wavo, nokuti kutaura kwako kunoita kuti uzikanwe.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:73 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Caʋa ciŋguʋa ʋakaŋga ʋamire’po ʋakaʋuya, ʋaciti kunaPetro: Ɀirokwaɀo, newe ʋo uri mumŋe waʋo, nokuti kutaura kwako kunokuziʋisa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:73 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:73 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD