Mateo 26:67-68
Mateo 26:67-68 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakamusvipira mate kumeso uye vakamurova netsiva. Vamwe vakamurova nembama uye vakati, “Profita kwatiri, Kristu. Ndiani akurova?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:67-68 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakamupfira mate kumeso, vakamurova netsiva, vamwe nembama, vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:67-68 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakamusvipira mate kumeso, vachimurova. Vamwe vakamurova nembama vachiti, “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26