Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 26:65 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:65 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo muprista mukuru akabvarura nguo dzake akati, “Ataura zvinomhura. Tichagodirei zvimwe zvapupu? Tarirai, zvino manzwa kumhura kwake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:65 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo mupristi mukuru akabvarura nguo dzake, akati, “Ashonha Mwari! Tichatsvakireiko zvapupu? Tarirai, manzwa zvino kushonha kwake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:65 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo muprista mukuru akabvarura ŋguʋo dzake, akati: Wamhura Mŋari! Ticatȿakireiko ɀapupu? Tarirai, manzwa ɀino kumhura kwake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:65 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:65 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD