Mateo 26:63 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:63 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jesu akaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari, “Ndinokurayira, sezvo wapika naMwari mupenyu, kuti, ‘Tiudze kana uri iwe Kristu, Mwanakomana waMwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:63 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu akaramba anyerere. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ndinokupikisa naMwari mupenyu, kuti utiudze kana uri Kristu, Mwanakomana waMwari.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:63 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi Jesu wakaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari: Ndinokupikisa naMŋari mupenyu, kuti utiʋudze kana uri Kristu, Mŋanakomana waMŋari.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:63 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akaramba akanyarara. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ini ndinoti pika naMwari mupenyu utiudze kuti ndiwe Mesia here Mwanakomana waMwari?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:63 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi Jesu akaramba akanyarara. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ini ndinoti pika naMwari mupenyu utiudze kuti ndiwe Mesia here Mwanakomana waMwari?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD