Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 26:61 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:61 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

vakati, “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari ndigoivakazve namazuva matatu.’ ”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:61 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:61 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMŋari, ndikaiʋaka ɀe namazuʋa matatu.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:61 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:61 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD