Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 26:60 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:60 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi havana zvavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvenhema zvakauya pamberi. Pakupedzisira, vaviri vakauya

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:60 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

asi havana kuwana, kunyange zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya. Pashure zviviri zvakasvika, zvikati

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:60 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

asi haʋana‐kuwana, kunyaŋge ɀapupu ɀizhinji ɀenhema ɀakaʋuya. Pashure ɀiʋiri ɀakaȿika, ɀikati

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:60 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:60 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD