Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 26:58 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:58 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Petro akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvazhe rwomuprista mukuru. Akapinda akagara pasi pamwe chete navarindi kuti aone maperero azvo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:58 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Petirosi akamutevera ari kure, kusvikira paruvazhe rwomupristi mukuru, akapinda mukati, akagara navatariri kuzoona kupera kwazvo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:58 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Petro wakamuteʋera ari kure, kuȿikira paruʋazhe rwomuprista mukuru, akapinda mukati, akagara naʋatariri kuzoʋona kupera kwaɀo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:58 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Pita akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvanze rwomupristi mukuru. Akapinda akagara pamwechete namapurisa kuti aone pazvinoperera.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:58 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Pita akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvanze rwomupristi mukuru. Akapinda akagara pamwechete namapurisa kuti aone pazvinoperera.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD