Mateo 26:41
Mateo 26:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:41 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:41 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26