Mateo 26:40
Mateo 26:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akadzokera kuvadzidzi vake akavawana vavata. Akabvunza Petro achiti, “Varume, matadza kurinda neni kweawa imwe chete?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:40 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:40 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26