Mateo 26:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Ndinokuudza chokwadi kuti usiku huno chaihwo, jongwe risati rarira uchandiramba katatu.”
Mateo 26:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.”
Mateo 26:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jesu akati kwaari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwauri, kuti ʋusiku bguno, joŋgwe risati rarira, ucandiramba katatu.
Mateo 26:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.”
Mateo 26:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.”