Mateo 26:33 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akapindura akati, “Kunyange vamwe vose vakatiza nokuda kwenyu, ini handizoiti izvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akapindura, akati kwaari, “Kana vose vakagumburwa nemi, ini handingatongogumburwi.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Petro wakapindura, akati kwaari: Kana ʋose ʋakagumburwa kwamuri, ini handiŋgatoŋgogumburwi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akamupindura achiti, “Vamwe vose vangarasiswe zvavo pamusana penyu asi ini handimborasika.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pita akamupindura achiti, “Vamwe vose vangarasiswe zvavo pamusana penyu asi ini handimborasika.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD