Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 26:31 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Jesu akati kwavari, “Usiku huno imi mose muchatiza nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Ndicharova mufudzi, boka ramakwai rigopararira.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Jesu akati kwavari, “Imi mose muchagumburwa neni usiku huno; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Ndicharova mufudzi, namakwai eboka achaparadzwa.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Jesu wakati kwaʋari: Imi mose mucagumburwa kwandiri ʋusiku bguno; nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ndicaroʋa mufudzi, namakwai eɓoka acaparadzwa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akati kwavari, “Mucharasiswa mose pamusana pangu usiku huno nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi danga rehwai rigopararira.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akati kwavari, “Mucharasiswa mose pamusana pangu usiku huno nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi danga rehwai rigopararira.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD