Svetukira kuzviri mukati

Mateo 26:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo vaprista vakuru navakuru vavanhu vakandoungana mumuzinda womuprista mukuru ainzi Kayafasi

Mateo 26 BDSC

Mateo 26:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vapristi vakuru, navakuru vavanhu vakaungana muruvazhe rwomupristi mukuru, ainzi Kaifasi.

Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋaprista ʋakuru, naʋakuru ʋaʋanhu ʋakaʋuŋgana muruʋazhe rwomuprista mukuru, wainzi Kayafasi.

Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vapristi vakuru navakuru vakuru vavanhu vakaungana mumuzinda womupristi mukuru ainzi Kaifasi.

Mateo 26 SCLB

Mateo 26:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vapristi vakuru navakuru vakuru vavanhu vakaungana mumuzinda womupristi mukuru ainzi Kaifasi.

Mateo 26 SCLBD